sna-x-korekore_mrk_text_reg/10/29.txt

1 line
346 B
Plaintext

\v 29 Jeso adoti,'' zvokwadi ndinoti kwauli, haapana munhu adosiya imba, madzikoma, wanasisi, amai, baba, wana, nokuda kwangu kana shoko \v 30 Asingazogamuchidzwe mazana matatu seizvozvi munyika: dzimba , madzikoma, hanzvadzi, wana nomasango nokulowelelewa munyika ichauy, hupenyu husingapele. \v 31 Asi wazinji wokutanga wachawa wokupedzisila.''