sna-x-korekore_mrk_text_reg/09/49.txt

1 line
179 B
Plaintext

\v 49 Mubodzi nomubodzi asaisiwa munyu nomoto. \v 50 Munyu wakanaka, asi kana walasa kuwawa, ungawa munyu senyi zvekale? Iwai munyu pakati penyu, uye iwai nolunyalalo pakati penyu