sna-x-korekore_mrk_text_reg/09/42.txt

1 line
314 B
Plaintext

\v 42 Wose anokonzela mubodzi wowadiki awa wanotenda mandili, zvidonaka kuti kusungilihwa chidombo chinodotendelela mutsipa uye wokandiwa mugungwa. \v 43 Kana janja yako yakukonzela kutadza, gwata. Zvidonaka kuti upinde muupenyu uli chilema pane kugala nomajanja mawili uye wopinda mugehena, mulimi memoto. \v 44