sna-x-korekore_mrk_text_reg/09/38.txt

1 line
266 B
Plaintext

\v 38 Johane adoti kwaali, ''Mudidzisi, taona mumwe asidzinga madhimoni muzita lenyu tamumisa, nokuti haafanili kutewedzela. \v 39 ''Asi Jeso akati, ''Musamumisa, nokuti hakuna nomubodzi anoita basa lakanaka muzita langu uye nokupfulila kuita chakaipa nokuda kwangu