sna-x-korekore_mrk_text_reg/09/33.txt

1 line
380 B
Plaintext

\v 33 Ipopo wadouya kuKapenamu. Mushule mokupinda mumba akawabvunza, ''Manga musitaulilana nozvei munzila?'' \v 34 Asi wakalamba wakanyalala.Wainga wasipikisana pachawo wali munzila wasiti ndiani aiwa mukulu. \v 35 Asigala pasi, adodeedza wane gumi nowawili pamwe chete uye adoti kwawali, ''Kana mumwe asida kuita wokutanga, anofanila kuwa wokupedzisa kuno wose uye walanda wose