sna-x-korekore_mrk_text_reg/09/14.txt

1 line
250 B
Plaintext

\v 14 Pawadouya kuwatewedzeli , wadoona chaunga chidowatendelela, uye wanyoli wainetsana nawo. \v 15 Pawakangoona Jeso, chaunga chose chidoshamisiwa uye wadomhanya kunomholesa. \v 16 Adobvunza wadzidzisi, '''Mulikushupana nawo chinyi pamusolo pei?''