sna-x-korekore_mrk_text_reg/09/11.txt

1 line
325 B
Plaintext

\v 11 Wadobvunza kuti, ''Senyi wanyoli wasiti Elija anotama kuuya.?'' \v 12 Adoti kwawali, ''Elija anouya pakutanga kuzogadzilisa zvinhu zvose. Ko senyi kudonyohwa kuti Mwanalumbwa woMunhu asatambula zvizhinji uye asawengewa? \v 13 Asi ndinoti kwamuli Elija atouya, uye wasaita zvose zvawanoda, sozvakanyohwa pamusolo pake.