sna-x-korekore_mrk_text_reg/09/04.txt

1 line
274 B
Plaintext

\v 4 Ipapo Elija naMozisi akazvilatidza kwawali, uye waitaula naJeso. \v 5 Pita akapindula uye adoti kuna Jeso, ''Rabbi, zvakanaka kutitilipano, uye ngatiwake dzimba nhatu, ibodzi yangu, ibodzi yaMozisi, neibodzi yaElija. \v 6 ''{Akanga asisaziwe zvokutaula, waiwa wakucha.}