sna-x-korekore_mrk_text_reg/09/01.txt

1 line
420 B
Plaintext

\c 9 \v 1 Adoti kwawali, ''Ndinoti kwamuli, pano wamwe wenyu vadomila pano wazingazolawile lufu vasati vaona humambo hwaMwali hwauya musimba.'' \v 2 Mazuwa matanhatu apfula, Jeso adotola Pita naJemusi naJohani naiye wakakwila mugomo, waliwoga pachezvawo.Ipopo adozvilatidza pambeli pawo. \v 3 Micheka yake yikapenya, dzikanyatso kuchenesa , kudalika kuchena kudalika chingachenesa pano panyika kudalika kuchenesa kudalo.