sna-x-korekore_mrk_text_reg/08/07.txt

1 line
322 B
Plaintext

\v 7 Wainge wane hove shoma dzitiki, adodzikombolela futi akalaila wadzidzi kuti wawape futi. \v 8 Wadoja wakaguta, wakaunganidza zvidimu zvange zvasalila, zvikaita matengu manomwe makulu. \v 9 Paiwe ne zviulu zvina zvawanhu. Adowaendesa kwawo. \v 10 Pakalepo adopinda mugwa na wadzidzi, wadoenda kunzvimbo ye Dalimanuta.