sna-x-korekore_mrk_text_reg/07/36.txt

1 line
233 B
Plaintext

\v 36 Jeso adolaila kwawali kuti wasaudze wanhu. Asi paiwalaila zvakanyanya, waiwedzela kulewalewa. \v 37 Wakashamisiwa zvikulu, wadoti, ''aitazvinhu zvose zvidonaka. Adoita wasinganzwe kuti wanzwe uye kuti wasingalewelewe walewe. ''