sna-x-korekore_mrk_text_reg/07/02.txt

1 line
351 B
Plaintext

\v 2 Wadoona wamwe wewafudzi wake wasija chingwa nomaoko adosviba, asinakugezewa. \v 3 (WaFalise nawaJudha hawaje mushule mokunge wageza manja, nokuti wanobatilila kutsika yewakulu wawo. \v 4 WaFalise pawakauya kubva kumusika, hawaji mushule mokunge wageza pachawo, uye wanogamuchila, zvakaita sekusuka mikombe, mapoto, zvinhu zvesimbi, nepawanojila.)