sna-x-korekore_mrk_text_reg/06/35.txt

1 line
233 B
Plaintext

\v 35 Nguwa paidopela, wadzidzisi wadouya kwaali uye wadoti, ''Iyi inzvimbo yomulenje uye nguva yatopela. \v 36 Watumeyi waende kule nokudalo vanoenda munzvimbo dzili mumaluwa nomumamisha kuti vanozvitengela chelo chokuja pachawo.''