sna-x-korekore_mrk_text_reg/06/01.txt

1 line
443 B
Plaintext

\c 6 \v 1 Adobuda imomo akadzokela kumba kwawo, uye wafudzi wake wadomutewela. \v 2 Padosvika Sabata, adopfunditsa musinagogi. Wanhu wazinji wadomunzva wadokachamidziwa.Wakati, ''Adowana kupi dzidziso idzi?'' ''Hwuchenjeli hwudodai adohwuwana kupi?'' ''Ndoipi munana yaanoita nomanja?'' \v 3 ''Haasi muwez i, mwanakomana waMalia uye bhuti waJemusi naJosesi uye Judhasi naSimoni? Wana sisi wake hatisi nawo pano? ''Wadogumbukihwa na Jeso.