sna-x-korekore_mrk_text_reg/02/25.txt

1 line
288 B
Plaintext

\v 25 Adoti kwali, ''Mudombowelenga zvidoita Dhavhita paidalubatsilo uye anenzala- iye nawalume waaiwanawo- \v 26 kuenda kwadoita kuimba yaMwali Abiata waiwa mukulu wemapulisita, wadoja chingwa chehuwepo, icho chaisatendelewa kujiwa newamwe kunze kwamapulisita, adopawo wamwe waiwanawo?''