sna-x-korekore_mrk_text_reg/02/03.txt

1 line
297 B
Plaintext

\v 3 Nokudalo wamwe wanhulume wadouya kwaali nomunhu adooma mutezo; wanhu wana wanga wadomutakula. \v 4 Pawakatadza kusvika kwaali nokuda kwoluzinji, wadoenda pamusolo poimba wadobvisa denga pamusolo paJeso, mushule mokunge wavhula gwanza,wadomudzikisa munhulume adopala mutezo akalala pabonde.