\v 20 \v 21 Jeso adopindula adoti kwawali, " Mubodzi waanegumi nawavili, modzi alikunyika chingwa neni mundilo. Nekuti Mwanalumbwana anofanila kuenda sezvazvidonyoliwa . Asi nhamo kunouyo anotengesa mwanalumbwana! Zvanga zvidonaka kuti iyeyo asina kubaliwa.: