\v 17 Zvilatidzo zvichaenda neawo wanotenda: Mudzina langu muchadzinga madhimoni. wachataula nomitaulo itsva. \v 18 Wachanhonga nyoka nomaoko awo, uye wakanwa zvoulaya hawazofi, uye hazviwakuwadze. Wachatsitsa maoko kunewanolwala, uye awo wachapolesewa.''