\v 24 Adotalisa kudzulu , " Ndili kuona munhulume anenge muti ukutekaila." \v 25 Adomubata chiso pakale, pakalepo meso akabanganuka,meso akatoma kuona zvekale, akaona zvakanaka zvinhu zvose. \v 26 Jeso adomuendesa kumba kwache akati, "Usapinda muguta."