\v 10 Jeso painge aliwoga , awo waiwa padhuze pawo wanegumi nawawili wadomubvunza pamusolo pemufananidzo. \v 11 Iye adoti kwaali , kwauli udopiwa zvilatidzo humambo waDzedza .asi kuneawo walikunze zvose zvili mufanikidzo, \v 12 naizvozvo nangala , iye akanangala,hawoni, wanonzva hongu wanozva,asi havanzvisise, asiwakatendeuka Dzedza achawalekelela".