\v 6 Adowabvunza, "Mune zvingwa zvingani zvamunazvo?"Wadoti,"Zvinomwe." \v 5 Adolaila wanhu kuti wagale pasi. Adotola zvingwa zvinomwe, akazvikombolela, akazvimedula. Akazvipa kuwadzidzi kuti awape, ivo wakapa kuluzinji.