\v 7 \v 10 Wainge wane hove shoma dzitiki, adodzikombolela futi,akalaila wadzidzi kuti wawape futi. \v 8 Wadoja wakaguta, wakaunganidza zvidimu zvange zvasalila, zvikaita matengu manomwe makulu. \v 9 Paiwe ne zviulu zvina zvawanhu. Adowaendesa kwawo. Pakalepo adopinda mugwa na wadzidzi, wadoenda kunzvimbo ye Dalimanuta.