\v 11 Pakalepo waFarisi wadouya wakatanga kupikisana naye.Wadotsvaga chilatidzo chakudzulu, kuti wamuedze. \v 12 Adopinda mumoya akati, " Ndawayeyi ludzi ulu linotsvaga chilatidzo? Chokwadi ndinoti kwamuli, hakuna chilatidzo chichapiwa ludzi ili," \v 13 Pakalepo adobvapo, akapinda mugwa zvekale, akayambukila mhili.