\v 63 Mupilisita Mukulu adokelula gemenzi lache akati, " Tinotsvagilenyi zvapupu? \v 64 Manzva kushola. Munofungenyi? " Wose wadomupomela kuti munhu anofanila kuulaiwa. \v 65 Wamwe wadotanga kumusvipila uye wachivhala chiso chake uye kumulowa wasiti ''Polofita!'' Wapulisa wadomutola wakamulowa.