\v 20 Jeso adopindula adoti kwawali, " Mubodzi waanegumi nawavili, modzi alikunyika chingwa neni mundilo. \v 21 Nekuti Mwanalumbwana anofanila kuenda sezvazvidonyoliwa . Asi nhamo kunouyo anotengesa mwanalumbwana! Zvanga zvidonaka kuti iyeyo asina kubaliwa.: