\v 9 ''Iwa ukazvichengeta. Wachakupayi kuwatongi, uye mucharohwerwa musSinagogi. Muchamisiwa pambeli pawose watongi nemadzimambo nokuda kwangu, sochapupu kwawali. \v 10 Asi shoko linofanila kupalidziliwa kuNyika dzose.