\v 28 Jeso padopinda mumba, wadzidzi wake wadomubvunza pachidohwanda, ''Tinoyabvisa senyi? \v 29 ''Adoti kwaali, ''Zvoludzi ulu hazvibude pasina kunamata.''