\v 51 Adobva akwila mugwati nawo, uye mhepo ikapela kuvhuvhuta.Wose wadoshamisiwa. \v 52 Hawana kunzvisisa zvailewa chingwa. Zvakadalo, mwoyo yawo yaiwa idooma.