\v 10 Adoti kwawali, ''Pose pamusazopinda mumba, lambai mulimo kusvika mabulika. \v 11 Kana kunolimwe guta lisina kukutambilanyi kana wasina kukutelelanyi, kana mabulika panzvimbo, zunzanyi guluwa mutsoka dzenyu sochapupu kwawali.''