\c 2 \v 1 Adotiadzoka kuKapenamu kwapfula mazuwa mashoma, wakanzva kuti aiwa kumba. \v 2 Wanhu wazinji wadoungana naizvozvo painge pasina nzvimbo, nyangwe napamukowa, Jeso adotaula dzinga kwawali.