\v 4 Johani adouya kuzobhabhatidza mulenje nokupalidzila kunyikiwa nokutendeutsa noku lekela kwozvitema \v 5 . Wanhu wose wenyika yoJudha nawose weJelusalema wadoenda kwawali . Wose wakanyikiwa muhwizi Jolidhani . \v 6 Johane aisimila bhachi lomakushe engamela nokumanga bhande lodehwe aija hwiza nouchi hwesango.