Tue Mar 24 2020 12:33:06 GMT+0200 (South Africa Standard Time)
This commit is contained in:
parent
1e96cb6cc8
commit
97be13ba11
|
@ -1 +1 @@
|
|||
Wose anokonzela mubodzi wowadiki awa wanotenda mandili, zvili nani kusungilihwa chidombo chinodotendelela mutsipa uye wokandiwa mugungwa. Kana janja yako yakukonzela kutadza, gwata. Zvili nani kuti upinde muupenyu uli chilema pane kugala nomajanja mawili uye q
|
||||
Wose anokonzela mubodzi wowadiki awa wanotenda mandili, zvili nani kusungilihwa chidombo chinodotendelela mutsipa uye wokandiwa mugungwa. Kana janja yako yakukonzela kutadza, gwata. Zvili nani kuti upinde muupenyu uli chilema pane kugala nomajanja mawili uye wopinda mugehena, mulimi memoto.
|
Loading…
Reference in New Issue