Tue Mar 24 2020 16:37:52 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2020-03-24 16:37:52 +02:00
parent 8c3bbc3bb8
commit 8ebe2085e7
1 changed files with 1 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 24 Ndinoti kwamuli:Zvose zvamunamatila na kukumbila, tendanyi kuti muchazvipiwa,uye kuti zvichawa zvenyu. \v 25 Pamunosimuka muchinamata, munofanila kulekelela wanokutadzilanyi, kuitila kuti Baba wedu ali kudenga atilekele kutadza kwemhosva dzedu. \v 26 Mubhu la Mako hamuna mashoko aya :
\v 24 Ndinoti kwamuli:Zvose zvamunamatila na kukumbila, tendanyi kuti muchazvipiwa,uye kuti zvichawa zvenyu. \v 25 Pamunosimuka muchinamata, munofanila kulekelela wanokutadzilanyi, kuitila kuti Baba wedu ali kudenga atilekele kutadza kwemhosva dzedu. \v 26 Mubhu la Mako hamuna mashoko aya :asi kana musingalekelele, kana kuti Baba wedu tilekeleleyi kudalika kwedu.