Tue Mar 24 2020 18:00:07 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2020-03-24 18:00:07 +02:00
parent 8685312773
commit 6393c4dab5
1 changed files with 1 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\c 12 \v 1 Nokudalo Jeso adotanga kupfundisa nomufanikiso. Adoti, ''Munhulume adojala munda womuzambilinga, adoisa sose asiutendeledza, uye akachela pokusvinila. Adowaka imba yokutalisila uye adopa mvumo yomunda womuzambilingwa nokuwalimi. Nokudalo akabva aenda kuhwendo. \v 2 Nonguwa idokodzela, adotuma mulanda kuwalimi womuzambilinga kuti anopiwa muchelo yomuzambilingwa. \v 3 Asi wakamutola, wakamubanza, uye adodzoka asina chinhu.
\c 12 \v 1 Nokudalo Jeso adotanga kupfundisa nomufanikiso. Adoti, ''Munhulume adojala munda womuzambilinga, adoisa sose asiutendeledza, uye adochela pokusvinila. Adowaka imba yokutalisila uye adopa mvumo yomunda womuzambilingwa nokuwalimi. Nokudalo akabva aenda kuhwendo. \v 2 Nonguwa idokodzela, adotuma mulanda kuwalimi womuzambilinga kuti anopiwa muchelo yomuzambilingwa. \v 3 Asi wakamutola, wakamubanza, uye adodzoka asina chinhu.