Tue Mar 24 2020 17:15:52 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2020-03-24 17:15:52 +02:00
parent 294d15f95c
commit 55ad27d2f6
1 changed files with 1 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
Wadokulukulilana pakati pawo na kuitisana nhalo wakati, "Tikati zvinobva kudenga,' achati,' Senyi musingamutende?' asi tikati kuwanhu,'....'Wadocha wamhu, nekuti wose waitenda kuti Johwani waiwa mupolofita. Wadopindula Jeso wakati, " Hatiziweba," Pakale Jeso akati kwawali,"Neniwo handikakuudzeyi mv
\v 31 \v 33 Wadokulukulilana pakati pawo na kuitisana nhalo wakati, "Tikati zvinobva kudenga,' achati,' Senyi musingamutende?' \v 32 Asi tikati kuwanhu,'....'Wadocha wamhu, nekuti wose waitenda kuti Johwani waiwa mupolofita. Wadopindula Jeso wakati, " Hatiziweba," Pakale Jeso akati kwawali,"Neniwo handikakuudzeyi mvumo yandinoita nayo izvi zvinhu."