Wed Mar 25 2020 20:20:41 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
mu_nkondo 2020-03-25 20:20:42 +02:00
commit 464c34d544
74 changed files with 149 additions and 2 deletions

1
09/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 9 \v 1 Adoti kwawali, ''Ndinoti kwamuli, pano wamwe wenyu vadomila pano wazingazolawile lufu vasati vaona humambo hwaMwali hwauya musimba.'' \v 2 Mazuwa matanhatu apfula, Jeso adotola Pita naJemusi naJohani naiye wakakwila mugomo, waliwoga pachezvawo.Ipopo adozvilatidza pambeli pawo. \v 3 Micheka yake yikapenya, dzikanyatso kuchenesa , kudalika kuchena kudalika chingachenesa pano panyika kudalika kuchenesa kudalo.

1
09/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Ipapo Elija naMozisi akazvilatidza kwawali, uye waitaula naJeso. \v 5 Pita akapindula uye adoti kuna Jeso, ''Rabbi, zvakanaka kutitilipano, uye ngatiwake dzimba nhatu, ibodzi yangu, ibodzi yaMozisi, neibodzi yaElija. \v 6 ''{Akanga asisaziwe zvokutaula, waiwa wakucha.}

1
09/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Chaunga chakauya uye chakamubvumbamila. Nokudalo dzinga lidobva kumakole, ''Uyu Mwanalumbwana wangu wandinoda. Telelanyi kwandili. \v 8 Ipopo, pawakalisa talisa ,hawana kuzowana chelo ani, asi Jeso chete.

1
09/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Pawaibuluka mugomo, adowalaila kuti wadzoudza chelo ani zvake zvawakange waona kusvikila Mwana Komana womunhu amuka kuwadopfa. \v 10 Nokudalo wakachengeta nyaya iyi pachawo kuti ''kumuka kuwadopfa'' kunolewei.

1
09/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 Wadobvunza kuti, ''Senyi wanyoli wasiti Elija anotama kuuya.?'' \v 12 Adoti kwawali, ''Elija anouya pakutanga kuzogadzilisa zvinhu zvose. Ko senyi kudonyohwa kuti Mwanalumbwa woMunhu asatambula zvizhinji uye asawengewa? \v 13 Asi ndinoti kwamuli Elija atouya, uye wasaita zvose zvawanoda, sozvakanyohwa pamusolo pake.

1
09/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Pawadouya kuwatewedzeli , wadoona chaunga chidowatendelela, uye wanyoli wainetsana nawo. \v 15 Pawakangoona Jeso, chaunga chose chidoshamisiwa uye wadomhanya kunomholesa. \v 16 Adobvunza wadzidzisi, '''Mulikushupana nawo chinyi pamusolo pei?''

1
09/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Mumwe aiwa pachaunga adomupindula , ''Mudzidzisi, ndauya nomwanalumbwana wangu kwamuli. Anomwoya unomutadzisa kutaula. \v 18 Zvinoti kana zvamubata zvinomudonhedzela pasi, uye anopupuma fulo pamulomo, nokutsenga - tsenga meno uye anopela muwili. Ndaudza watewedzeli kuti waubulitse maali asi watadza.'' \v 19 Adowapindula, ''Ludzi lokusatenda, ndisagala nemi kusvika kupi? Ndisawa nemi kusvika linhi? huyai naye kwandili.''

1
09/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Adomunzila mwanalumbwana kwaali. Mwoya uya paudoona Jeso, ipopo udokamundila pasi ukakunguluka. mukomana adodonha pasi uye akatanga kubuda fulo kumulomo. \v 21 Jeso adoti kuna baba wake, '' Kwonguwa yakadii zvisiitika saizvozvi? Baba wake wadoti, ''Kubva achili mudiki. \v 22 Pamwe zvinomukandila momoto pamwe mumvula uye zvinoteda kumupaladza. Kana musikwanisa kuita, tinzvileiwo tsitsi uye tibatsilenyi

1
09/23.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 23 Jeso adoti kwaali, ''Kana zvisibvila'? Zvose zvili nyole kuna wanotenda.'' \v 24 Nokulumbidza baba womwana wadolila wasishewedzela uye wasiti, ''Ndinotenda! Ndibatsilenyi pakusatenda!'' \v 25 Ipopo Jeso adoona wazinji wasimhanya kwaali, adodzinga mwoya idoipa uye adoti, ''Iwe mbewewe newe mwoya usinganzve, buda maali, uye usapinda zvakale maali.''

1
09/26.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 26 Adolila zvikulu ukamubvundisa zvikulu uye wakabva wabuda. Mukomana uyu adoita sowapfa, nokudalo wazinji wadoti, ''Wapfa.'' \v 27 Asi Jeso adotola akamusimudza janja akamusimudza, mukomana adosimuka.

1
09/28.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 28 Jeso padopinda mumba, wadzidzi wake wadomubvunza pachidohwanda, ''Tinoyabvisa senyi? \v 29 ''Adoti kwaali, ''Zvoludzi ulu hazvibude pasina kunamata.''

1
09/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Wadobuda ipapo uye wadupfuula nepaGalili. Haaida kuti aziwikaniwe nani zvake kwawanga wali, \v 31 nokuti waipfundisa wadzidzi wake. Adoti kwawali, ''Mwanalumbwana womunhu asaisiwa mumanja owanhu, uye wasamuisa mukupfa. Kana apinda mukupfa, kwomazuwa matatu asazomuka kwapfuula mazuwa matatu zvakale.'' \v 32 Asi hawana kunzvisisa chilevo, uye wakacha kumubvunza.

1
09/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Ipopo wadouya kuKapenamu. Mushule mokupinda mumba akawabvunza, ''Manga musitaulilana nozvei munzila?'' \v 34 Asi wakalamba wakanyalala.Wainga wasipikisana pachawo wali munzila wasiti ndiani aiwa mukulu. \v 35 Asigala pasi, adodeedza wane gumi nowawili pamwe chete uye adoti kwawali, ''Kana mumwe asida kuita wokutanga, anofanila kuwa wokupedzisa kuno wose uye walanda wose

1
09/36.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 36 Adotola mwana mudiki uye wakamudila pakati pawo. Adomutola nomumapindikiti uye adoti, \v 37 ''Wose asatambila mwana uyu muzita langu asatambila neniwo. 'kuno uyo anonditambila haatambile ini asi kuno uyo adondituma.

1
09/38.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 38 Johane adoti kwaali, ''Mudidzisi, taona mumwe asidzinga madhimoni muzita lenyu tamumisa, nokuti haafanili kutewedzela. \v 39 ''Asi Jeso akati, ''Musamumisa, nokuti hakuna nomubodzi anoita basa lakanaka muzita langu uye nokupfulila kuita chakaipa nokuda kwangu

1
09/40.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 40 Kuno wose asingapikisane neisu ndowedu. \v 41 Wose anokupasa komichi yomvula kuti umwe muzita langu ndewa Mwali, chokwadi ndinoti kwauli, haalase mubailo wake.

1
09/42.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 42 Wose anokonzela mubodzi wowadiki awa wanotenda mandili, zvidonaka kuti kusungilihwa chidombo chinodotendelela mutsipa uye wokandiwa mugungwa. \v 43 Kana janja yako yakukonzela kutadza, gwata. Zvidonaka kuti upinde muupenyu uli chilema pane kugala nomajanja mawili uye wopinda mugehena, mulimi memoto. \v 44

1
09/45.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 45 Kana tsoka yako yakukonzela kutadza, gwata. Zvidonaka kuti upinde hupenyu uli chilema pane kuwa nemakumbo mawili uye wopinda mugehena. \v 46

1
09/47.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 47 Kana ziso yako yakukonzela kutadza, cheka zvakana kuti upinde muumambo hwaMwali neziso ibodzi pane kuti uwe nemaziso mawili wokandiwa mugehena, \v 48 kana honye dzisina kufa, uye moto hauende kule.

1
09/49.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 49 Mubodzi nomubodzi asaisiwa munyu nomoto. \v 50 Munyu wakanaka, asi kana walasa kuwawa, ungawa munyu senyi zvekale? Iwai munyu pakati penyu, uye iwai nolunyalalo pakati penyu

1
09/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Mako Chikamu 9

1
12/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 12 \v 1 Nokudalo Jeso adotanga kupfundisa nomufanikiso. Adoti, ''Munhulume adojala munda womuzambilinga, adoisa sose asiutendeledza, uye adochela pokusvinila. Adowaka imba yokutalisila uye adopa mvumo yomunda womuzambilingwa nokuwalimi. Nokudalo akabva aenda kuhwendo. \v 2 Nonguwa idokodzela, adotuma mulanda kuwalimi womuzambilinga kuti anopiwa muchelo yomuzambilingwa. \v 3 Asi wakamutola, wakamubanza, uye adodzoka asina chinhu.

1
12/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Zvakale adotuma kwawali mumwe mulanda, uye wamukuwadza mumusolo uye vakamubata zvinopisa tsitsi. \v 5 Adomutuma mumwe kamu, uyu mubodzi wadomubaya.Wadoshunguludza azinji nonzila ibodzi, wamwe asibanzuhwa amwe asiulaiwa.

1
12/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Akasala nomunhu mubodzi, mwanakomana waaida. Ndiye wanga ali wokupedzisila kutuma.Adoti, 'Wasalemekedza mwana wangu.' \v 7 Asi walimi womuzambilinga wakati pachazvawo, 'Ndiye muji wenhaka. Huyai, ndatimubayei,uye nhaka inozoita yedu.''

1
12/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Wadomushunguludza, wakamubaya, uye wakamukanda kunze kwomunda. \v 9 Nokudalo, chinyi chidozoitika kumulidzi womuzambilinga? Anouya kuzopaladza walimi womuzambilinga uye wopa munda womuzambilinga kune wamwe

1
12/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Makambowelenga lugwalo ulu? 'Dombo lidolambiwa nowawaki lakazowa musolo wekona. \v 11 Izvi zvinobva kuna Dedza zvinoyewedza meso yedu. \v 12 ''Mushule maizvozvo watungamili womaJudha wakagadzila nzila yokusunga nayo Jeso nokuti wainzvisisisa kuti waiwataula nomufanikiso unowapikisa.Asi wadocha chaunga.Wadomusiya uye wakaenda.

1
12/13.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 13 Zvino adotumira wamwe waFalise uye waHelodhe kuti wamubate nomashoko. \v 14 Pawadosvika, wakati kwaali, '''Mupfundisi, tineziwa mune hanya nesaludzo yomubodzi nomubodzi,uye hamulatidzi wanhu musiyano pakati pawo. Munofundisa nzila yaMwali. Imhosva hele kubhadhala mali kuna Kesali kana kwete? Tinobhadhala kana kwete? \v 15 ''Asi Jeso aiziwa kunyengela kwawo adoti kwawali, 'Senyi musida kundiedza? Ndipei dhinaliusi ndigolitalisa.''

1
12/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 16 Wadzounza libodzi kuna Jeso. Adoti kwawali, ''Ndokupi kufanana nokunyola uku?'' Wadoti, Kesali.'' \v 17 Jeso adoti, ''Ipai zvaKesali kuna Kesali,uye zvaMwali kuna Mwali, ''Wakashamisiwa nokutaula nokutaula kwaadoita.

1
12/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Nokudalo waSadhuse, wanoti hakuna lumuko,wadouya kwaali. Wadomubvunza, wasiti, \v 19 Mupfundisi, Mozisi adotinyolela, 'Kana bhuti womumhulume wapfa uye akasiya munhukadzi alipo,asi asina mwana, munhulume uyu anotola mukadzi wabhuti wake, uye woisa mbewu yabhuti wake.'

1
12/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Paiwa nawanakomana wanomwe, wokutanga adotola munhukadzi uye adopfa, adomusiya asina mbeu. \v 21 Wochipili adomutola zvakale uye adopfa, adomusiya asina mbeu, uye wochitatu saizvozvo. \v 22 Wechinomwe adomusiya asiya mbeu. Pokupedzila, munhukadzi adozopfa \v 23 .Palumuko , kana wamuka zvakale, ndoupi mulidzi womunhukadzi zvokale, asawa mukadzi adoita senyi? Akawa munhukadzi wawo wowanakoma wanomwe.

1
12/24.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 24 Jeso adoti, ''Ndokusaka chikonzelo muli kutadza, nokuti hamuziwi magwalo kana simba lili muna Mwali? \v 25 Pawasamuka kuwadopfa, hawaloole kana kupiwa mukuloola, asi wasaita sengilozi dzili mudenga.

1
12/26.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 26 Asi maelelano nokumuka kuadopfa, hamuna kuwelenga bhuku yaMozisi, nonyaya yomusango, kutaula kwadoitiwa naMwali adotaula kwaali uye adoti, ''Ndini Mwali waAbhulahamu uye Mwali waIsaka uye Mwali waJakobho? \v 27 Haasi Mwali woadopfa, asi anolalama.Iwe wakanganisa.

1
12/28.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 28 Mubodzi wawanyoli adouya uye adonzva nhaulilano, adoona Jeso akawapindula zvakanaka. Adowabvunza, \v 29 ''Jeso adowapindula, ''Chakanyanyo naka ndoichi, 'Inzwa, Izilaeli, Dedza Mwali wedu, Dedza mubodzi. \v 30 Une fanila kuda Dedza Mwali wako nomwoyo wako wose, nomwoya wako wose, uye nopfungwa dzako dzose uye nosimba lako lose.' \v 31 Mulailo wochipili ndouyu, 'Unofanila kuda muwakidzani wako sokuzvida kwauneita.' Hakuna mumwe mulailo unokunda uyu.

1
12/32.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 32 Wanyoli wadoti, ''Mupfundisi Adonaka! Mataula chokwadi kuti Mwali mubodzi, uye hakuna mumwe kunze kwake. \v 33 Kumuda nomwoyo wose nokuzvinzvisisa kwose uye nosimba, lose uye kuda muwakidzani sokuzvida kwaunozviita zvinokunda kupisa miplo nozvibailo. \v 34 Jeso pawadoona kuti wapiwa mhindulo idochenjela, adoti kwawali, Hamusi kule nuhumambo hwaMwali. ''Mushule maizvozvo, hapana kana mubodzi adozoda kubvunza Jeso chelo mimwe mibvunzo.

1
12/35.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 35 Apo Jeso pawaipfundisa mutembele maitongehwa, adoti, Senyi wanyoli awa wasiti Kilisito mwanalumbwana waDavhidhi? \v 36 Davidhi pachake, ali mumwoya mutsvene, adoti, 'Dedza adoti kuna Dedza wangu, ''Galanyi kujanja loluji langu kusvikila ndaisa wawengi wenyu pasi petsoka dzenyu.'' \v 37 Davhidha pachake adodedza 'Dedza,' ko senyi maKilisito wasinzi waDavhidhi? Chaunga chikulu chidofala wasitelela kwaali.

1
12/38.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 38 Mukupfundisa kwake Jeso adoti, ''Ngwalilai wanyoli wanoda kufamba wakapfeka micheka michena uye wasida kumholesewa munzvimbo dzokutengesela, \v 39 uye kuti wawe nezvigalo zvakakosha musinagogi uye nzvimbo dzinolemekedzewa pamutambo. \v 40 Uye waipfuudza dzimba dzochilikadzi, uye wainamata nguva lefu kuti wanhu waone. Wanhu awa kulambiwa kukulu.

1
12/41.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 41 Nokudalo Jeso adogala pasi padhuze nebhokisi lempilo munzvimbo yemutembeli; aiona wanhu wasidonhedza mari yawo mubhokisi. Wazinji wadopfuma waisa mali idowanda. \v 42 Nokudalo munhukadzi mulombo akauya nekamali kadiki, kaitenga bhilo.

1
12/43.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 43 Adodeedza wadzidzisi wake uye adoti kwawali chokwadi, ndineti kwamuli, chilikadzi iyi yaisa mali idowanda kudalika wose wapa mubhokisi lempilo. \v 44 Kuna wose wapa wasitola pazinji pawo.Asi chilikadzi. iyi yatola paholombo hwayo, aisa mali yose yaailalama nayo

1
12/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Mako Chikamu 12

1
13/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Pakawanomunhu anolewa kwawuli, 'Yangana, Kilisito!' kana kuti 'Yangana, uyo aliapo!' musatenda mazvili. \v 22 WanaKilisito wenhema uye wapolofita wenhema wachanyuka uye muchapiwa zvilatidzo uye zvoshamisa kuti wanyengele, kana zvichikwanisika, nyangwe watsvene. \v 23 Ngwalilayi! ndakuudzayi zvinhu zvose kumbeli kwenguwa.

1
13/24.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 24 Asi pambeli pamatambudziko amazuwa awo, 'zuwa lichasvibisiwa, mwedzi ahuzopi chiedza, \v 25 nyenyedzi dzichadonha kubva kudenga, uye masimba okudenga achazunguziwa.' \v 26 Ipopo wachaona mwana wamwali achiuya nomumakole nesimba zinji nenyasha. \v 27 Apoachatumila ngilozi dzake uye achaunganidza pamwechete watsvene wake kubva kumhepo ina, kubva kumagumo enyika nedenga.

1
13/28.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 28 Dzidzayi chidzidzo kubva kunemuti wemuonde. Nokukasika mabazi achatunga uyeasidonhedza mashizha, munguwa yekupisa yakukwana. \v 29 Naizvozvo, mukaona izvi zvawakuitika, ziwayi kuti awapedyo, nomasuwo.

1
13/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Zvokwadi ndinoti kwamuli, dzinza ilihalili zvisinakuitika. \v 31 Denga nenyika zvichapfula. asi shoko halipfuli. \v 32 Asi maelelano nezuwa kana nguwa, hapana anoziwa, nyangwe ngilozi dzekudenga, kana mwana asi Baba.

1
13/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Ngwalilayi! Nangalayi, nokuti hamuziwi nguwa yacho. \v 34 Zvidofanana nomulume anoenda parwendo _anosiya musha wake osiila mushandi achitonga, mumwe nomumwe anomupa basa lokuita, anolaila mutalili kuti asalale.

1
13/35.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 35 Naizvozvo galayi mukangwalila nokuti hamuziwi zuwa lichadzoka mulidzi weimba , kunogona kuwa manhelu, pakati pousiku, kana machongwe achikokolidza , kna mangwanani. \v 36 Akauya nokukasika, ngaasakuwana kukalala. \v 37 Zvandotaula kwauli ndichataula kune wamwe wose: Yanganayi!''

1
15/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 15 \v 1 Kuseni-seni, wapilisisita wakulu wakasangana pabodzi newakulu wecheche uye newanyoli nodale lose lawa Judha. Nokudalo wakamusunga uye wakabuda nayekunze. Wadopeleka kuna Pilato. \v 2 Pilato adobvunza, '' Ndiwe Mambo wavaJudha?'' Adomupindula iye, ''Sozvataula.'' \v 3 Wapilisita wakulu waipomela zvizinji.

1
15/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 PIlato kamu adomubvunza, ''Senyi usili kupindula? Nangala kuti zvinhu zvingani zvawapomehwa!'' \v 5 Asi Jeso haana kupindula Pilato, wadoshamisiwa nazvo.

1
15/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Zvino pamutambo mukulu, Pilato wailekelela musungwa mubodzi, waaida nguva yakaleyo, \v 7 uye paiwa nomunhulume ainzi Banabasi mujeli nomhandu wakange waponda pabope. \v 8 Chaunga chidouya kuna Pilato uye wakatanga kubvunza kwaali kuti waite zvidoitia mutemo wakale

1
15/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Pilato adowapindula uye adoti, ''Munoda ndibvise Mambo wawaJudha?'' \v 10 Izvo waiziwa kuti wakulu wemapilisita adopa kwaali godo. \v 11 Asi wakulu wamapilisita vadoita bope kukuludzila kuti Banabasi abuditsiwe.

1
15/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Pilato adobvunza kamu uye akati, ''Ndisaitenyi naMambo wamaJudha?'' \v 13 Wadodaidzila zvokale , ''Ngalowelehwe!''

1
15/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Pilato adoti kwawali, ''Waitenyi?'' Asi wadolamba wasingosheedzela, ''Ndalowelehwe'' \v 15 Pilato adoda kufadza chaunga, nokudalo akabuditsa Banabasi kwawali. Adomusailila Jeso uye zve adomupeleka kuti alowelehwe.

1
15/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 16 Wakulu wemauto wadomuendesa mudandale {nzvimbo yohulumende}, uye wadodeedzana pamwechete nowakulu wamasoja. \v 17 Wadopfekedza gemenzi lopepo, uye wadogadzila ngundu yomubanzi pamwe chete wakapfekedza. \v 18 Wakatanga kumulemekedza uye wasiti, '''Kudzwa , Mambo wawaJudha!''

1
15/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Waimulowa mumusolo netsanga uye wasimusvipila mate. Waienda wasimupfugamila uye wasikotama pasipambeli pake. \v 20 Pawado mutukana ,wadomubvisa gamenzi lake lopepo uye wakamupfekedza gemenzi lake, wakaenda naye kunomulowelela. \v 21 Mumwe munhulume, ainzi Simoni weSailini waiuya asibvakunze {aiwa baba waAlekizanda na Rufasi}, uye wakamumanikidza kutakula chipeyaniso.

1
15/22.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 22 Vahwi wadounza Jeso kunzvimbo yaiitiwa Gologota {inochinjiwa kuti ''Nzvimbo Yedehenya''} \v 23 Wadomupa waini yakasanganisiwa nomula, asi haana kumwa. \v 24 Wadomulowela uye wakagowana magemenzi nekukanda hakata nokuona kuti angatole hembe paahwi.

1
15/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Dzainga dzawa nguwa dzotatu \v 26 pawadomulowela.Pachikwangwali wadonyola mhosva yake, ''Mambo waJudha'' \v 27 Naye wadomulewela pamwe nombavha dziwili, mubodzi kuluji, mubodzi kuluboshwe. \v 28 Bhuku yakale haina Mako 15; 28, Magwalo adozadzisiwa anoti, ''Adolowehwa nowadozvidzika;

1
15/29.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 29 Wakadalika pejo wadomunyomba, wasizunza musolo uye waiti, ''Ahaa! Unopunza tembeli uye kuiwaka mumazuwa matatu, \v 30 zvibatsile pachako uye buluka pachipeyaniso!''

1
15/31.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 31 Nonzila imwechete wakulu wawapilisita waimunyozawo pachawo, pabodzi nowanyoli, uye waiti, ''Waibatsila abiyake, asi hazvibatsile pachake. \v 32 Legayi Kilisito, Mambo weIsilaeli, ndauye izvozvi pachipeyaniso,zvoita kuti tione nokutenda.'' Nowakalowelehwa naye wadomunyombawo

1
15/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Panguwa yochitanhatu, Lima lidouya likavhala pasi pose kusvika kunguwa yopfumbamwe. \v 34 Panguwa yopfumbamwe Jeso adolila nodzinga likulu, Eloi, Eloi, lama sabachthani?'' Zvisitaula kuti ,''Mwali wangu, Mwali wangu mandisilenyi? \v 35 ''Wamwe waiwa wadomila pejo naye adonzva mashoko uye adoti, ''Talila, akushedza Elija.''

1
15/36.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 36 Mumwe adomhanya, akaisa waini yaichanya pasiponje, akaisa patsanga, uye akamupasa kuti amwe. Munhulume adoti, ''Mbatione Elija kuti aneuya kuzomudzikisa.'' \v 37 Ipopo Jeso adolila zvidonyanya nodzinga uye adopfa. \v 38 Mucheka womutembele wakagwatika nopakati kubva kumusolo kusvika kupasi.

1
15/39.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 39 Mukulu wemauto adomila adonangala Jeso kuti wapfanonzila iyi, ''Chokwadi mulume uyu waiwa Mwana waMwali. \v 40 ''Paiwa nowamunhukadzi waitalisa adomila kule. Pakati pawo paiwa na Malia Magadalina, Malia {amai waJemusi mudiki uye naJosesi}, naSalome. \v 41 Pawaiwa muGalili waimutewela uye wasimuhwila. Wazinji wanhukadzi wakauya naye kuJelusalema.

1
15/42.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 42 Padosvika madeko , nokuti laiwa Zuwa Lokugadzilila, ndokuti, zuwa ili kumashule kweSabata, \v 43 Josefa we Alimatia adouya pakale. Aiwa munhulume ailemekedzewa muboka lemakulukota waimilila humambo hwaMwali. Adoenda kuna Pilato uye kuno bvunza chitunha chaJeso. \v 44 Pilato adoshamisika kuti Jeso akanga atopfa; adodeedza mukulu waahwi uye akamubvunza kuti Jeso wapfa.

1
15/45.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 45 Pilato paadoziwa kuti Jeso wapfa kumukulu waahwi, adopa chitunha kuna Josefa. \v 46 Josefa adotenga mucheka. Admuotulunula pamuchipeyaniso, adomuputila nomucheka welineni, uye akanomuladzika muguwa laiwa lakadimbuhwa kubva padombo. Adokungulutsa dombo padiwi loguwa. \v 47 Malia Magadhalina na Malia amai waJosesi wadoona nzvimbo idowigiwa Jeso

1
15/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chikamu 15

1
16/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 16 \v 1 Padopela zuwa leSabata, Meli Magadhalina, Meli amai waJemusi, naSalome wadotenga zvinonhuwilila kuti wauye waise pamuwili waJeso. \v 2 Nokukasika pazuwa lokutanga lesvondo, wadoenda kubwilo pakabuda zuwa.

1
16/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Wadotanga kulewa kunewamwe wawo, '' kungulutsayi ibwe kubva pamukowa lebwilo?'' \v 4 Pawadotalisa kudenga, wadoona ibwe labvisiwa, nokuti laiwalikulu.

1
16/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Wadopinda mubwilo wakaona mwanakomana wechiduku akapfeka nguwo chena, adogala nopaludyi, wadoziwisiwa. \v 6 Adoti kwawali, ''Musawenokutya. Munoda Jeso, weNazarene, iye akaulaiwa. Iye amuka! Ahasipano. Yanganayi nzvimbo ino pawadomuladzika. \v 7 Asi endayi, Udzayi wadzidzi wake uye Pita, ' Iye alikuenda pambeli penyu kuGalili. Ikoko muchamuona, sezvadokuudzayi.''''

1
16/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Wadoenda panze uye wakamhanya kubva kugwilo; Wachidedela uye nokushamisiwa. Hapana chawakataula kuwanhu nokuti waiwa wasicha.

1
16/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Nozuwa lokutanga lesvondo, pambelipokunge amuka, Adoonekewa naMeli Magadhalina, kubva kune waakabvisa madhimoni masele. \v 10 Adoenda uye akaudza wose waiwanaye, panguwa yokuchema. \v 11 Wadonzva kuti aiwa mupenyu uye aiwa aonekewa naiye. asi hawana kutenda.

1
16/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Pashule pezvinhu zvose adooneka nomuchelechedzo muwili idosiyana panguwa yawaifamba munyika. \v 13 Wadoenda uye wakaudza wadzidzi wake, asi hawana kuzvitenda.

1
16/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Jeso adowonekela kune wagumi neimwe wakagala patafula, adowatuka nokusatenda kwawo nokuoma kwomoyo wawo,nokuti hawana kutenda kune wakamuona paakamuka kubva kuwadofa. adoti kwaali, \v 15 '''Endayi munyika, mupalidzile shoko kune chipuka chose. \v 16 Iye anotenda akabhabhatidziwa achanunuliwa, uye iye asingatendeachalambiwa.

1
16/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Zvilatidzo zvichaenda neawo wanotenda: Mudzina langu muchadzinga madhimoni. wachataula nomitaulo itsva. \v 18 Wachanhonga nyoka nomaoko awo, uye wakanwa zvoulaya hawazofi, uye hazviwakuwadze. Wachatsitsa maoko kunewanolwala, uye awo wachapolesewa.''

1
16/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Pashule Ishe walewa kwawali, akaendesewa kudenga uye adogala paluoko roludyi laDedza. \v 20 Wadzidzi adosimuka wakapalidza kwose, Ipopo Mwali achiwabatsila uye akawaudza shoko nomichelechedzo zvakaenda nawo.]

1
16/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chikamu 16

View File

@ -37,7 +37,8 @@
"Rice N Tembo",
"patricia banda",
"Prosper Sangu",
"R N Tembo"
"R N Tembo",
"ruth"
],
"finished_chunks": [
"front-title",
@ -252,6 +253,79 @@
"14-63",
"14-66",
"14-69",
"14-71"
"14-71",
"09-title",
"09-01",
"09-04",
"09-07",
"09-09",
"09-11",
"09-14",
"09-17",
"09-20",
"09-23",
"09-26",
"09-28",
"09-30",
"09-33",
"09-36",
"09-38",
"09-40",
"09-42",
"09-45",
"09-47",
"09-49",
"12-title",
"12-01",
"12-04",
"12-06",
"12-08",
"12-10",
"12-13",
"12-16",
"12-18",
"12-20",
"12-24",
"12-26",
"12-28",
"12-32",
"12-35",
"12-38",
"12-41",
"12-43",
"15-title",
"15-01",
"15-04",
"15-06",
"15-09",
"15-12",
"15-14",
"15-16",
"15-19",
"15-22",
"15-25",
"15-29",
"15-31",
"15-33",
"15-36",
"15-39",
"15-42",
"15-45",
"13-21",
"13-24",
"13-28",
"13-30",
"13-33",
"13-35",
"16-title",
"16-01",
"16-03",
"16-05",
"16-08",
"16-09",
"16-12",
"16-14",
"16-17",
"16-19"
]
}