Wed Mar 25 2020 09:27:47 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
mu_nkondo 2020-03-25 09:27:48 +02:00
parent 1217c55a73
commit 2fd977576e
1 changed files with 1 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
Wanyoli wadoti, ''Mupfundisi Adonaka! Mataula chokwadi kuti Mwali mubobodzi, uye hakuna mumwe kunze kwake. Kumuda nomwoyo wose nokuzvinzvisisa kwose uye nosimba, lose uye kuda muwakidzani sokuzvida kwaunozviita zvinokunda kupisa miplo nozvibailo. Jeso pawadoona kuti wapiwa mhindulo idochenjela, adoti kwawali, Hamusi kule nuhumambo
Wanyoli wadoti, ''Mupfundisi Adonaka! Mataula chokwadi kuti Mwali mubobodzi, uye hakuna mumwe kunze kwake. Kumuda nomwoyo wose nokuzvinzvisisa kwose uye nosimba, lose uye kuda muwakidzani sokuzvida kwaunozviita zvinokunda kupisa miplo nozvibailo. Jeso pawadoona kuti wapiwa mhindulo idochenjela, adoti kwawali, Hamusi kule nuhumambo hwaMwali. ''Mushule maizvozvo, hapana kana mubodzi adozoda kubvunza Jeso chelo mimwe mibvunzo.