Wed Mar 25 2020 20:08:03 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
mu_nkondo 2020-03-25 20:08:03 +02:00
commit 255a4eea35
17 changed files with 33 additions and 1 deletions

1
13/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Pakawanomunhu anolewa kwawuli, 'Yangana, Kilisito!' kana kuti 'Yangana, uyo aliapo!' musatenda mazvili. \v 22 WanaKilisito wenhema uye wapolofita wenhema wachanyuka uye muchapiwa zvilatidzo uye zvoshamisa kuti wanyengele, kana zvichikwanisika, nyangwe watsvene. \v 23 Ngwalilayi! ndakuudzayi zvinhu zvose kumbeli kwenguwa.

1
13/24.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 24 Asi pambeli pamatambudziko amazuwa awo, 'zuwa lichasvibisiwa, mwedzi ahuzopi chiedza, \v 25 nyenyedzi dzichadonha kubva kudenga, uye masimba okudenga achazunguziwa.' \v 26 Ipopo wachaona mwana wamwali achiuya nomumakole nesimba zinji nenyasha. \v 27 Apoachatumila ngilozi dzake uye achaunganidza pamwechete watsvene wake kubva kumhepo ina, kubva kumagumo enyika nedenga.

1
13/28.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 28 Dzidzayi chidzidzo kubva kunemuti wemuonde. Nokukasika mabazi achatunga uyeasidonhedza mashizha, munguwa yekupisa yakukwana. \v 29 Naizvozvo, mukaona izvi zvawakuitika, ziwayi kuti awapedyo, nomasuwo.

1
13/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Zvokwadi ndinoti kwamuli, dzinza ilihalili zvisinakuitika. \v 31 Denga nenyika zvichapfula. asi shoko halipfuli. \v 32 Asi maelelano nezuwa kana nguwa, hapana anoziwa, nyangwe ngilozi dzekudenga, kana mwana asi Baba.

1
13/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Ngwalilayi! Nangalayi, nokuti hamuziwi nguwa yacho. \v 34 Zvidofanana nomulume anoenda parwendo _anosiya musha wake osiila mushandi achitonga, mumwe nomumwe anomupa basa lokuita, anolaila mutalili kuti asalale.

1
13/35.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 35 Naizvozvo galayi mukangwalila nokuti hamuziwi zuwa lichadzoka mulidzi weimba , kunogona kuwa manhelu, pakati pousiku, kana machongwe achikokolidza , kna mangwanani. \v 36 Akauya nokukasika, ngaasakuwana kukalala. \v 37 Zvandotaula kwauli ndichataula kune wamwe wose: Yanganayi!''

1
16/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 16 \v 1 Padopela zuwa leSabata, Meli Magadhalina, Meli amai waJemusi, naSalome wadotenga zvinonhuwilila kuti wauye waise pamuwili waJeso. \v 2 Nokukasika pazuwa lokutanga lesvondo, wadoenda kubwilo pakabuda zuwa.

1
16/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Wadotanga kulewa kunewamwe wawo, '' kungulutsayi ibwe kubva pamukowa lebwilo?'' \v 4 Pawadotalisa kudenga, wadoona ibwe labvisiwa, nokuti laiwalikulu.

1
16/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Wadopinda mubwilo wakaona mwanakomana wechiduku akapfeka nguwo chena, adogala nopaludyi, wadoziwisiwa. \v 6 Adoti kwawali, ''Musawenokutya. Munoda Jeso, weNazarene, iye akaulaiwa. Iye amuka! Ahasipano. Yanganayi nzvimbo ino pawadomuladzika. \v 7 Asi endayi, Udzayi wadzidzi wake uye Pita, ' Iye alikuenda pambeli penyu kuGalili. Ikoko muchamuona, sezvadokuudzayi.''''

1
16/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Wadoenda panze uye wakamhanya kubva kugwilo; Wachidedela uye nokushamisiwa. Hapana chawakataula kuwanhu nokuti waiwa wasicha.

1
16/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Nozuwa lokutanga lesvondo, pambelipokunge amuka, Adoonekewa naMeli Magadhalina, kubva kune waakabvisa madhimoni masele. \v 10 Adoenda uye akaudza wose waiwanaye, panguwa yokuchema. \v 11 Wadonzva kuti aiwa mupenyu uye aiwa aonekewa naiye. asi hawana kutenda.

1
16/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Pashule pezvinhu zvose adooneka nomuchelechedzo muwili idosiyana panguwa yawaifamba munyika. \v 13 Wadoenda uye wakaudza wadzidzi wake, asi hawana kuzvitenda.

1
16/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Jeso adowonekela kune wagumi neimwe wakagala patafula, adowatuka nokusatenda kwawo nokuoma kwomoyo wawo,nokuti hawana kutenda kune wakamuona paakamuka kubva kuwadofa. adoti kwaali, \v 15 '''Endayi munyika, mupalidzile shoko kune chipuka chose. \v 16 Iye anotenda akabhabhatidziwa achanunuliwa, uye iye asingatendeachalambiwa.

1
16/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Zvilatidzo zvichaenda neawo wanotenda: Mudzina langu muchadzinga madhimoni. wachataula nomitaulo itsva. \v 18 Wachanhonga nyoka nomaoko awo, uye wakanwa zvoulaya hawazofi, uye hazviwakuwadze. Wachatsitsa maoko kunewanolwala, uye awo wachapolesewa.''

1
16/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Pashule Ishe walewa kwawali, akaendesewa kudenga uye adogala paluoko roludyi laDedza. \v 20 Wadzidzi adosimuka wakapalidza kwose, Ipopo Mwali achiwabatsila uye akawaudza shoko nomichelechedzo zvakaenda nawo.]

1
16/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chikamu 16

View File

@ -281,6 +281,22 @@
"15-36",
"15-39",
"15-42",
"15-45"
"15-45",
"13-21",
"13-24",
"13-28",
"13-30",
"13-33",
"13-35",
"16-title",
"16-01",
"16-03",
"16-05",
"16-08",
"16-09",
"16-12",
"16-14",
"16-17",
"16-19"
]
}