Tue Mar 24 2020 21:55:29 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2020-03-24 21:55:29 +02:00
parent 175b39f596
commit 1611606bf6
2 changed files with 3 additions and 2 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 3 \v 5 Jeso ali paBetani mumba maSimoni wamapelembudzi, achija patebulu, padosvika munhukadzi waiwe na mapfuta ayinhuhwila ayisitengewa na mali zinji,[alabaster jar]chaiwe chine Nardi. Adopwanya chigoba akadila zvinonhuhwila mumusolo wache. \v 4 Panewamwe wadotsamwa nazvo. Wadotaulilana pachawo wadoti, "senyi wapaladza mapfuta? Nokuti zvinonhuhwila ingadai zvatengesiwa nemali inota mazana matatu ye madenarii, yapiwa walombo. "Wadomutuka.
\v 3 Jeso ali paBetani mumba maSimoni wamapelembudzi, achija patebulu, padosvika munhukadzi waiwe na mapfuta ayinhuhwila ayisitengewa na mali zinji,[alabaster jar]chaiwe chine Nardi. Adopwanya chigoba akadila zvinonhuhwila mumusolo wache. \v 4 Panewamwe wadotsamwa nazvo. Wadotaulilana pachawo wadoti, "senyi wapaladza mapfuta? \v 5 Nokuti zvinonhuhwila ingadai zvatengesiwa nemali inota mazana matatu ye madenarii, yapiwa walombo. "Wadomutuka.

View File

@ -226,6 +226,7 @@
"13-14",
"13-17",
"14-title",
"14-01"
"14-01",
"14-03"
]
}