sna-x-korekore_mrk_text_reg/10/17.txt

1 line
335 B
Plaintext
Raw Normal View History

Paadotanga rwendo rwake, adomanyila kwaali uye akapfugamapambeli pake iye adobvunza,Mufundisi adonaka, ndingaitasenyi kuti ndiwe nohupenyu usingagume?'' Jeso adoti, '''senyi uchinditi wakalulama?Hapana adolulama kunze kwaDedza woga. Unoziwa mitemo: 'Usauraya, Usaitahupombwe, Usaba, Usapupulanhema, Usatola zvisizvako, lemekedza mai na