\v 7 Chaunga chakauya uye chakamubvumbamila. Nokudalo dzinga lidobva kumakole, ''Uyu Mwanalumbwana wangu wandinoda. Telelanyi kwandili. \v 8 Ipopo, pawakalisa talisa ,hawana kuzowana chelo ani, asi Jeso chete.