sna-x-korekore_mrk_text_reg/06/26.txt

1 line
465 B
Plaintext
Raw Normal View History

\v 26 Chelo zvazvo zvidoshunguludza Mambo, haizogona kulamba chikumbilo nokuda kwokupika kwawakaita uye newaiwa wakakakoka. \v 27 Nokudalo mambo adotuma mauto kuno waimuchengeta uye wakulu wemauto kuti wauye nomusolo waJohane. Wachengeti wakaenda uye wakamugwata musolo wake. \v 28 Adouya nomusolo uli mundilo akaupa kuno musikana, uye musikana adoupa amai wake. \v 29 Ipopo wadzidzi wake pawadozvinzva izvozvo, wadouya uye wadotola muwili wake wakauisa muguwa.