sna-x-korekore_mrk_text_reg/06/04.txt

1 line
310 B
Plaintext
Raw Normal View History

\v 4 Ipopo Jesu adoti kwawali, ''Mupolofita haangatadze kukudziwa, kusala muguta make uye nemuhama dzake uye muimba make.'' \v 5 Aisagona kubata chelo basa lidonaka asi adotulika manja pamusolo powaifesuka uye adowapodza. \v 6 Adoshamisiwa nokusatenda kwawo. Adobva aenda achitendelela nomumamisha asipfundisa.