sna-x-korekore_mrk_text_reg/12/35.txt

1 line
417 B
Plaintext
Raw Permalink Normal View History

\v 35 Apo Jeso pawaipfundisa mutembele maitongehwa, adoti, Senyi wanyoli awa wasiti Kilisito mwanalumbwana waDavhidhi? \v 36 Davidhi pachake, ali mumwoya mutsvene, adoti, 'Dedza adoti kuna Dedza wangu, ''Galanyi kujanja loluji langu kusvikila ndaisa wawengi wenyu pasi petsoka dzenyu.'' \v 37 Davhidha pachake adodedza 'Dedza,' ko senyi maKilisito wasinzi waDavhidhi? Chaunga chikulu chidofala wasitelela kwaali.