sna-x-korekore_mrk_text_reg/10/17.txt

1 line
361 B
Plaintext
Raw Permalink Normal View History

\v 17 Paadotanga rwendo rwake, adomanyila kwaali uye akapfugamapambeli pake iye adobvunza,Mufundisi adonaka, ndingaitasenyi kuti ndiwe nohupenyu usingagume?'' \v 18 Jeso adoti, '''senyi uchinditi wakalulama?Hapana adolulama kunze kwaDedza woga. \v 19 Unoziwa mitemo: 'Usauraya, Usaitahupombwe, Usaba, Usapupulanhema, Usatola zvisizvako, lemekedza mai nababa.'''