mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/13/33.txt

1 line
253 B
Plaintext

\v 33 Rindirai! munamate,nokuti amuzive guva yacho yaichaitika. \v 34 kunge mumwe murume anoida kuruendo:eye anosiya umba yake newachand wake vachichegetedza umba, mumwe na muwe ne basa rake,mumwe na mumwe nebasa rake. Eye anoti rindirai garai makamuka.