mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/13/11.txt

1 line
362 B
Plaintext

\v 11 wachakusugai okuedesai kuwatogi, asi musapatika kuti muchataura chi. Nekuti paguwa iyoyo, dichakupai zvekutaura;munege amusimi muchataura ,asi imweya mutsene uchataura. \v 12 Hama uchaisa hama dzavo murufu, hama achasimukira madzibaba wavo,wachaisa kurufu. \v 13 imi muchawengwa novose nenyaya yezita ragu,asi uye anochiga kusvikera kumagumo wachaponeswa.