mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/12/43.txt

1 line
261 B
Plaintext

\v 43 Jesu wakadana wadzidzi wake wakati kwawari: ''zwirokwazwo ndinoti kwamuri: Shirikadzi murombo yaisa zwijinji kuna awo wose wapa zwipo zwawo. \v 44 Wese wakapa dzawakanga wanadzo , asi chirikadzi iyi ne urombo wayo, akaisa dzese dzakanga anadzo pakurarama.