|
\v 18 Zvino wasaduse waiti akuna kumuka, wakawuya Kwaari wakamuvundzisa wechiti: \v 19 ''Mudzidzisi Mozesi wakasiya manyoro kuti: 'Kana hama ye murume akafa asiya mukadzi wake asina wana, hama anofanira kurora chirikadzi abereke wana kuna mukoma wake'. |