\v 16 Iwo wakawuya nayo imwe. Ipapo Jesu wakawabvunza: ''Mufananiso uyu ndewani?'' \v 17 Iwo wakapindura wechiti: ''Kesari''. Jesu akati: ''Ipai kuna Kesari zva Kesari, kuna Mwari zva Mwari''. Wakashamisika Naye.